ENDLESS PAINS – Chapter 2
Tinotenda??♀ Ndakashamisika kuona bhudhi kana kuti baba hameno kuti vaiva chii vandange ndawira mutown vakazara madhaka vachipinda mumba mataive.I nearly frooze ndichivaona vese nemukadzi wekunditukira suit.”Oh My God what happened to you son??”Mrs Mada said vachimhanya kunobata mukomana uye.Ndakabva ndatarisa pasi kuti asaone face yangu.”Nxaaaa you won’t believe it mom.A mad girl knocked me down …