Ndinokuda Zimbabwe

Ndinokuda Zimbabwe Ndinokuda Zimbabwe. Ndokuisa Payiko. Mukanwa ungazara mate . Muhomwe Haukwani. Muhapwa Unganhuwa Dikita. Muchikwama ungabiwa Namatsotsi paMbare. Uri Nyika Yohuchi Nomukaka. Kubva Zambezi kusvika limpopo Matatya. Vana Vako Vese wakayamwisa Vakaguta. Vakadzi Ihofori varume Ihambura makaka. Anongova Matondo Nemiti Inorapa. ko ini Ndinokwanawo Papiko Apa. Ndokuisa Payiko pamba pano . Ndinokuda Zimbabwe , …

Ndinokuda Zimbabwe Read More ยป